
Song: Kure
Singer: Magic Wacho
Label: Magic Wacho
Release Date: May 16, 2026
Kure Kure Military Song Lyrics
heeee!!
zua ka oma
zua ka oma
kana
urikure
kure kure
moyo unoramba
uri kumusha
kure kure kure
kana shoko rauya
risina kunaka ndi
ndonzwa nani kure
kure dai ndine
mapapiro
kure dai ndine
mapapiro
ndaibhururukah
ku
dzoka kumusha kure
mai anorwara
ndiri kure ndinonzwa nani
kure kure
baba vanorwara ndiri kure
ndichanzwa nani
kure here ndiri kure
ndichanzwa nani
vana vanorwara ndiri
kure ndichanzwa nani
kure kure